Ezekiel 42:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamberi pamakamuri pakaŋga panenɀimbo yokufamba icipinda mukati yakaita makubiti anegumi, iri nzira yakaita makubiti anezana; mikoʋa yaɀo yakaŋga yakatarira kurutiʋi rwokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba yakanga ine upamhi makubhiti gumi uye makubhiti zana pakureba. Makonhi ayo akanga ari nechokumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamberi pedzimba idzodzo paiva nopokupinda napo mukati paiita mamita mashanu kufara, urefu hwacho huchiita makumi mashanu amamita. Makonhi adzo akanga ari nechokuchamhembe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba ichipinda mukati yakaita mamita ane zana; mikova yazvo yakanga yakatarira kurutivi rwokumusoro.
Shona 2009?
Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba ichipinda mukati yakaita mamita ane zana; mikova yazvo yakanga yakatarira kurutivi rwokumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba ichipinda mukati yakaita mamita ane zana; mikova yazvo yakanga yakatarira kurutivi rwokumusoro.