Ezekiel 42:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti akaŋga akaturikidzwa, ari matatu, asinembiru dzakaita sembiru dzamaʋazhe; naiɀoɀo okumsoro akaŋga akamanikana kupfuʋura apasi naapakati ɀicibva pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makamuri omuturikidzwa wechitatu akanga asina mbiru, sezvakanga zvakaita ruvazhe; saka akanga ari maduku duku panzvimbo youriri kupfuura aya akanga ari pasi nechapakati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti dzaiva nhurikidzwa nhatu dzisina misimboti semisimboti yomunhandare yokunze. Ndokusaka dzimba idzodzo dzapamusoro dzakanga dzakavakwa dzakanyanya kuswedera shure kubvira pasi kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga akaturikidzwa, ari matatu, asine mbiru dzakaita sembiru dzamavanze; naizvozvo okumusoro akanga akamanikana kupfuura apasi naapakati zvichibva pasi.
Shona 2009?
Nokuti akanga akaturikidzwa, ari matatu, asine mbiru dzakaita sembiru dzamavanze; naizvozvo okumusoro akanga akamanikana kupfuura apasi naapakati zvichibva pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga akaturikidzwa, ari matatu, asine mbiru dzakaita sembiru dzamavanze; naizvozvo okumusoro akanga akamanikana kupfuura apasi naapakati zvichibva pasi.