Ezekiel 42:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ruȿiŋgo rwakaŋga ruri kunze kurutiʋi rwamakamuri kuruʋazhe rwokunze pamberi pamakamuri, rwakaȿika makubiti makumi mashanu pakureɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakanga pane madziro aitevedzana namakamuri uye noruvazhe rwokunze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paivawo nechidziro nechokunze chakavambirana nedzimba idzodzo woenda kunhandare yokunze pakatarisana nedzimba. Dzaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu kureba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rusvingo rwakanga ruri kunze kurutivi rwamakamuri kuruvanze rwokunze pamberi pamakamuri, rwakasvika mamita makumi mashanu pakureba.
Shona 2009?
Rusvingo rwakanga ruri kunze kurutivi rwamakamuri kuruvanze rwokunze pamberi pamakamuri, rwakasvika mamita makumi mashanu pakureba.
Shona SUB 2002 Bible
Rusvingo rwakanga ruri kunze kurutivi rwamakamuri kuruvanze rwokunze pamberi pamakamuri, rwakasvika mamita makumi mashanu pakureba.