Ezekiel 42:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kureɓa kwamakamuri akaŋga ari muruʋazhe rwokunze kwakaȿika makubiti makumi mashanu, asi tarira, pamberi petembere akaita makubiti anezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musara wamakamuri kurutivi runotevedzana noruvazhe rwokunze wakanga uri makubhiti makumi mashanu pakureba, musara waparutivi rwaiva pedyo pedyo nenzvimbo tsvene wakanga una makubhiti zana pakureba kwawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaivapo ndechokuti dzimba dzomunhandare yokunze dzakanga dzichiita mamita makumi maviri namashanu kureba. Dziya dzaiva dzakatarisana neTemberi dzaiita makumi mashanu amamita kureba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kureba kwamakamuri akanga ari muruvanze rwokunze kwakasvika mamita makumi mashanu, asi tarira, pamberi petemberi akaita mamita ane zana.
Shona 2009?
Nokuti kureba kwamakamuri akanga ari muruvanze rwokunze kwakasvika mamita makumi mashanu, asi tarira, pamberi petemberi akaita mamita ane zana.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kureba kwamakamuri akanga ari muruvanze rwokunze kwakasvika mamita makumi mashanu, asi tarira, pamberi petemberi akaita mamita ane zana.