Ezekiel 42:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pasi pamakamuri awa ndi’po pakaŋga panomukoʋa wokurutiʋi rwamabvazuʋa, kana munhu acipinda kwaari acibva kuruʋazhe rwokunze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makamuri apasi akanga ano mukova kurutivi rwokumabvazuva kana munhu achipinda kwaari achibva nechokuruvazhe rwokunze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nechapasi pedzimba idzi, paiva nepokupinda napo nechokumabvazuva uchipinda madziri uchibva nokunhandare yokunze
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasi pamakamuri awa ndipo pakanga pane mukova wokurutivi rwamabvazuva, kana munhu achipinda kwaari achibva kuruvanze rwokunze.
Shona 2009?
Pasi pamakamuri awa ndipo pakanga pane mukova wokurutivi rwamabvazuva, kana munhu achipinda kwaari achibva kuruvanze rwokunze.
Shona SUB 2002 Bible
Pasi pamakamuri awa ndipo pakanga pane mukova wokurutivi rwamabvazuva, kana munhu achipinda kwaari achibva kuruvanze rwokunze.