Ezekiel 43:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pashure wakandiisa kusuʋo, iro suʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo munhu uya akandiuyisa kusuo rakatarisa kumabvazuva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvo akaenda neni kuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pashure akandiisa kusuo, iro suo rakatarira kurutivi rwamabvazuva.
Shona 2009?
Pashure akandiisa kusuo, iro suo rakatarira kurutivi rwamabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Pashure akandiisa kusuwo, iro suwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva.