Ezekiel 43:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva pacigadziko pasi kuȿikira pamusara wapanyasi ɀinofanira kuita makubiti maʋiri, noʋupamhi kubiti rimŋe; kubva pamusara muɗuku kuȿikira pamusara mukuru ɀinofanira kuita makubiti manna, noʋupamhi kubiti rimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pachigadziko chapasi kusvikira pamupanda wenyasi yakakwirira namakubhiti maviri uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye kubva pamupanda muduku kusvikira pamupanda mukuru yakakwirira namakubhiti mana uye kubhiti rimwe chete paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kubvira pasi payo pavhu apa kusvika pachimbimbi chapazasi pakaita mita rimwechete, paine upamhi hunoita hafu yemita, kubvirawo pachimbimbi chidiki kusvikira pachimbimbi chikuru chacho pachiita mamita maviri chiine upamhi hunosvika chikamu chehafu yemita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva pachigadziko pasi kusvikira pamusara wapanyasi zvinofanira kuita mamita maviri, noupamhi mita rimwe; kubva pamusara muduku kusvikira pamusara mukuru zvinofanira kuita mamita mana, nohupamhi mita rimwe.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible