Ezekiel 43:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Artari yokumsoro inofanira kuita makubiti manna; kubva pacoto ceartari ɀicienda kumsoro kunofanira kuʋa nenyaŋga inna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Choto chearitari chakakwirira namakubhiti mana, uye nyanga ina dzakatarira kumusoro kubva pachoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kouya choto cheatari iyoyo chaiita mamita maviri uye kubvirawo pachoto chapaatari ichocho paine zvinenge nyanga zvina zvinoita chikamu chehafu yemita kureba kuenda mudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aritari yokumusoro inofanira kuita mamita mana; kubva pachoto chearitari zvichienda kumusoro kunofanira kuva nenyanga ina.
Shona 2009?
Aritari yokumusoro inofanira kuita mamita mana; kubva pachoto chearitari zvichienda kumusoro kunofanira kuva nenyanga ina.
Shona SUB 2002 Bible
Aritari yokumusoro inofanira kuita mamita mana; kubva pachoto cheatari zvichienda kumusoro kunofanira kuva nenyanga ina.