Ezekiel 43:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakabva kurutiʋi rwamabvazuʋa; inzwi rake rakaŋga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubginya kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndakaona kubwinya kwaMwari waIsraeri kuchibva kumabvazuva. Inzwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji, uye pasi pakapenya nokubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
onei kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kuchibva kumabvazuva uye kutinhira kwokuuya kwake kwainge kuwunga kwamafashamo emvura uyewo nyika yakabva yati ngwe-e kuchena nembiri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinotarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakabva kurutivi rwamabvazuva; izwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubwinya kwake.
Shona 2009?
Zvino tarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakabva kurutivi rwamabvazuva; inzwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubwinya kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinotarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakabva kurutivi rwamabvazuva; izwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubwinya kwake.