Ezekiel 43:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana wapedza kurinatsa, unofanira kuɓayira nzombe ɗuku isinemhoȿa, negondobge rakatorwa kumakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mapedza kuinatsa, unofanira kubayira hando duku uye negondohwe rinobva pamakwai, zvose zvisina chazvinopomerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wapedza kuichenura, unofanira kuzopira handira isina chinoshoreka pairi nechihondohwe chomudanga chisina chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana wapedza kurinatsa, unofanira kubayira nzombe duku isina mhosva, nehondohwe rakatorwa kumakwai.
Shona 2009?
Kana wapedza kurinatsa, unofanira kubayira nzombe duku isina mhosva, nehondobwe rakatorwa kumakwai.
Shona SUB 2002 Bible
Kana wapedza kurinatsa, unofanira kubayira nzombe duku isina mhosva, nehondohwe yakatorwa kumakwai.