Ezekiel 43:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uite mazuʋa manna ucigadzira nhoŋgo zuʋa rimŋe nerimŋe ciʋe ciɓayiro ceɀiʋi; ʋanofanira ʋo kugadzira nzombe ɗuku negondobge rinotorwa kumakwai ɀisinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kwamazuva manomwe munofanira kuuya nenhongo zuva rimwe nerimwe chive chibayiro chechivi; uye unofanirawo kuuya nehando negondohwe rinotorwa kumakwai, parege kuva nezvazvinopomerwa zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamazuva manomwe unofanira kuita kuti pave nembudzi yomupiro wokupirira zvitadzo uyewo nehandira nehondohwe zvomudanga zvisina chinoshoreka, ndozvinofanira kuitwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uite mazuva mana uchigadzira nhongo zuva rimwe nerimwe chive chibayiro chezvivi; vanofanirawo kugadzira nzombe duku nehondohwe rinotorwa kumakwai zvisina mhosva.
Shona 2009?
Uite mazuva mana uchigadzira nhongo zuva rimwe nerimwe chive chibayiro chezvivi; vanofanirawo kugadzira nzombe duku nehondobwe rinotorwa kumakwai zvisina mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Uite mazuva mana uchigadzira nhongo zuva rimwe nerimwe chive chibayiro chezvivi; vanofanirawo kugadzira nzombe duku nehondohwe inotorwa kumakwai zvisina mhosva.