Ezekiel 43:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubginya kwaJehova kukapinda mumba nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubwinya kwaJehovha kwakapinda mutemberi napasuo rakanangana nokumabvazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva.
Shona 2009?
Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva.