Ezekiel 43:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya ukandisimudza, ukandiisa muruʋazhe rwomukati; ɀino tarira, kubginya kwaJehova kwakazadza imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mweya wakandisimudza ukandiisa muruvazhe rwomukati, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya akandisumudza akaenda neni kunhandare yomukati, ndiye onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazadza Temberi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba.
Shona 2009?
Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba.