Ezekiel 43:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndikanzwa mumŋe acitaura neni ari mumba; mumŋe murume akamira neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume uya achakamira pandiri, ndakanzwa mumwe achiti kwandiri ari mukati metemberi. Akati kwandiri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uya paakanga amire neni kudaro ndakanzwa mumwe aitaura kwandiri ari muTemberi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndikanzwa mumwe achitaura neni ari mumba; mumwe murume akamira neni.
Shona 2009?
Zvino ndikanzwa mumwe achitaura neni ari mumba; mumwe murume akamira neni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndikanzwa mumwe achitaura neni ari mumba; mumwe murume akamira neni.