Ezekiel 44:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋaŋgasweɗeri kwandiri, kundiitira ɓasa roʋuprista, kana kusweɗera kucinhu cipi necipi ceɀinhu ɀaŋgu ɀitȿene, kuɀinhu ɀitȿene kwaɀo; asi ʋacaʋa nemhoȿa yokunyadziswa kwaʋo, neyeɀinonyadzisa ɀaʋo ɀaʋakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havafaniri kuswedera kuti vandishumire savaprista kana kuswedera pane chinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsvene kana pazvipiriso zvangu zvitsvene-tsvene; vanofanira kuzvitakurira kunyadziswa kwezvinyangadzo zvavakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havafaniri kusvika pedyo neni vachindiitira basa roupristi kana kusvika pane zvinhu zvangu zvose zvinoera, kana pedyo nezvinhu zvinoeresesa asi kutoti vanofanira kunyara nazvo pamusana pounyangadzi hwavo hwakan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havangaswederi kwandiri, kundiitira basa rohupristi, kana kuswedera kuchinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsene, kuzvinhu zvitsvene kwazvo; asi vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo, neyezvinonyadzisa zvavo zvavakaita.
Shona 2009?
Havangaswederi kwandiri, kundiitira basa rohuprista, kana kuswedera kuchinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsene, kuzvinhu zvitsvene kwazvo; asi vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo, neyezvinonyadzisa zvavo zvavakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Havangaswederi kwandiri, kundiitira basa roupristi, kana kuswedera kuchinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsene, kuzvinhu zvitsvene kwazvo; asi vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo, neyezvinonyadzisa zvavo zvavakaita.