Ezekiel 44:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaprista ʋaRevi, iʋo ʋanakomana ʋaZadoki, ʋaiceŋgeta ɓasa renɀimbo yaŋgu tȿene paŋguʋa yokutsauka kwaʋana ʋaIsraeri ʋacibva kwandiri, ndiʋo ʋacasweɗera kwandiri kuzondishumira; iʋo ʋacamira pamberi paŋgu kuzondiɓayira mafuta neropa — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi vaprista, ivo vaRevhi nezvizvarwa zvaZadhoki, vakaita mabasa avo omunzvimbo yangu tsvene nokutendeka panguva yakatsauka vaIsraeri kubva kwandiri, ndivo vanofanira kuswedera kwandiri kuti vashumire pamberi pangu; vanofanira kumira pamberi pangu kuti vabayire zvibayiro zvamafuta neropa, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi vapristi vechiRevhi, vanakomana vokwaZadhoki vanoita basa rokuchengetedza Nzvimbo yangu Inoera pakatetereka vanhu veIsiraeri mutome vachibva kwandiri, ndivo vachauya kwandiri vachindishandira. Ndivo vachandiitira basa rokupira kwandiri mafuta neropa. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi vapristi vaRevhi, ivo vanakomana vaZadhoki, vaichengeta basa renzvimbo yangu tsvene panguva yokutsauka kwavana vaIsiraeri vachibva kwandiri, ndivo vachaswedera kwandiri kuzondishumira; ivo vachamira pamberi pangu kuzondibayira mafuta neropa, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha;
Shona 2009?
"Asi vaprista vaRevhi, ivo vanakomana vaZadhoki, vaichengeta basa renzvimbo yangu tsvene panguva yokutsauka kwavana vaIsiraeri vachibva kwandiri, ndivo vachaswedera kwandiri kuzondishumira; ivo vachamira pamberi pangu kuzondibayira mafuta neropa, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha;
Shona SUB 2002 Bible
“Asi vapristi vaRevhi, ivo vanakomana vaZadhoki, vaichengeta basa renzvimbo yangu tsvene panguva yokutsauka kwavana VaIsiraeri vachibva kwandiri, ndivo vachaswedera kwandiri kuzondishumira; ivo vachamira pamberi pangu kuzondibayira mafuta neropa, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha;