Ezekiel 44:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacapinda munɀimbo yaŋgu tȿene, ʋacasweɗera kutafura yaŋgu, kuti ʋandishumire, ʋuye ʋacaceŋgeta ɓasa raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo chete ndivo vanofanira kupinda munzvimbo yangu tsvene; ndivo chete vanofanira kuswedera patafura yangu kuti vashumire pamberi pangu nokuita basa rangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu.
Shona 2009?
vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu.
Shona SUB 2002 Bible
vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu.