Ezekiel 44:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacafanira kufuka ŋgowani dzemiceka pamisoro yaʋo, ʋuye ʋacafanira kuʋa namaburuku emiceka paɀiʋuno ɀaʋo; ŋgaʋarege kuɀisuŋga ciʋuno ne cinhu cinoɓuɗisa ziya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofanira kupfeka ngowani dzomucheka pamisoro yavo uye nguo dzomukati dzomucheka muzviuno zvavo. Havafaniri kufuka chinhu chinovaitisa ziya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanofanira kupfeka nguwani dzerineni mumusoro mavo, muchiuno mavo vakasungira mabhurukwa erineni. Havafaniri kupfeka chose chose chinokonzera dikita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachafanira kufuka ngowani dzerineni pamisoro yavo, uye vachafanira kuva namabhurukwa erineni pazviuno zvavo; ngavarege kuzvisunga chiuno nechinhu chinobudisa ziya.
Shona 2009?
Vachafanira kufuka ngowani dzerineni pamisoro yavo, uye vachafanira kuva namabhurukwa erineni pazviuno zvavo; ngavarege kuzvisunga chiuno nechinhu chinobudisa ziya.
Shona SUB 2002 Bible
Vachafanira kufuka ngowani dzerineni pamisoro yavo, uye vachafanira kuva namabhurukwa erineni pazviuno zvavo; ngavarege kuzvisunga chiuno nechinhu chinobudisa ziya.