Ezekiel 44:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muprista upi noupi ŋgaarege kunwa waini, kana acipinda muruʋazhe rwomukati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista haafaniri kunwa waini panguva yaanopinda muruvazhe rwomukati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana mupristi anofanira kunwa waini paanopinda munhandare yomukati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mupristi upi noupi ngaarege kunwa waini, kana achipinda muruvanze rwomukati.
Shona 2009?
Muprista upi noupi ngaarege kumwa waini, kana achipinda muruvanze rwomukati.
Shona SUB 2002 Bible
Mupristi upi noupi ngaarege kunwa waini, kana achipinda muruvanze rwomukati.