Ezekiel 44:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋarege kupinda kuneɀitunha, kuti ʋarege kuɀiȿiɓisa; asi ʋaŋgaɀiȿiɓisa nokuɗa kwaɓaɓa, kana mai, kana mŋanakomana, kana mŋanasikana, kana mukoma nomunuŋuna, kana hanɀadzi yakaŋga icigere kuwanikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa nokuswedera pachitunha chomunhu akafa; kunyange zvakadaro hazvo, kana munhu akafa ari baba vake kana mai vake, mwanakomana wake kana mwanasikana, mukoma nomunun'una kana hanzvadzi yanga isina kuwanikwa, ipapo angazvisvibisa hake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havafaniri kuzvin'oresa nokuenda pedyo nechitunha chomunhu kusiya chete nechitunha chababa kana chaamai kana chomwanakomana kana chomwanasikana kunyange chomukoma kana munun'una kana chehanzvadzisikana isina kuroorwa vanogona zvavo kuzvin'oresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngavarege kupinda kune zvitunha, kuti varege kuzvisvibisa; asi vangazvisvibisa nokuda kwababa, kana mai, kana mwanakomana, kana mwanasikana, kana mukoma nomunun'una, kana hanzvadzi yakanga ichigere kuwanikwa.
Shona 2009?
"Ngavarege kupinda kune zvitunha, kuti varege kuzvisvibisa; asi vangazvisvibisa nokuda kwababa, kana mai, kana mwanakomana, kana mwanasikana, kana mukoma nomunun'una, kana hanzvadzi yakanga ichigere kuwanikwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngavarege kupinda kune zvitunha, kuti varege kuzvisvibisa; asi vangazvisvibisa nokuda kwababa, kana mai, kana mwanakomana, kana mwanasikana, kana mukoma nomunun'una, kana hanzvadzi yakanga ichigere kuwanikwa.