Ezekiel 44:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋa nenhaka; ini ndini nhaka yaʋo; hamufaniri kuʋapa fuma pakati paIsraeri, ini ndini fuma yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Ndini chete ndichava nhaka yavaprista. Haufaniri kuvapa mugove pakati paIsraeri; ini ndichavapa mugove wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Havafaniri kuva nenhaka, ini ndini nhaka yavo. Saka usavape nyika muIsiraeri, ini ndini nyika yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachava nenhaka; ini ndini nhaka yavo; hamufaniri kuvapa pfuma pakati paIsiraeri, ini ndini pfuma yavo.
Shona 2009?
"Vachava nenhaka; ini ndini nhaka yavo; hamufaniri kuvapa fuma pakati paIsiraeri, ini ndini fuma yavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachava nenhaka; ini ndini nhaka yavo; hamufaniri kuvapa pfuma pakati paIsiraeri, ini ndini pfuma yavo.