Ezekiel 44:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofanira kudya cipiriso coʋupfu, necipiriso ceɀiʋi, necipiriso cemhoȿa; cinhu cipi necipi cakatsaurirwa Jehova pakati paIsraeri cicaʋa caʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachadya zvipiriso zvezviyo, zvipiriso zvechivi nezvipiriso zvemhosva; uye zvinhu zvose zvakatsaurirwa Jehovha pakati paIsraeri zvichava zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanofanira kudya mupiro wembesanwa nomupiro wokupirira zvitadzo nomupiro wokuripira mhosva nechose zvacho chinenge chateketererwa kuna Mwari muIsiraeri, chichava chavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofanira kudya chipiriso choupfu, nechipiriso chezvivi, nechipiriso chemhosva; chinhu chipi nechipi chakatsaurirwa Jehovha pakati paIsiraeri chichava chavo.
Shona 2009?
Vanofanira kudya chipiriso choupfu, nechipiriso chezvivi, nechipiriso chemhosva; chinhu chipi nechipi chakatsaurirwa Jehovha pakati paIsiraeri chichava chavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanofanira kudya chipiriso choupfu, nechipiriso chezvivi, nechipiriso chemhosva; chinhu chipi nechipi chakatsaurirwa Jehovha pakati paIsiraeri chichava chavo.