Ezekiel 44:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ŋgaʋarege kudya cinhu cipi necipi cakaŋgofa coga, kana cakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana cipfuwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista havafaniri kungodya zvinhu zvose, ingava shiri kana chipfuwo, chawanikwa chakafa kana chaurayiwa nezvikara zvesango.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi havafaniri kudya chinhu chipi nechipi chakafa choga, ingava shiri kana mhuka yafa yoga kana yabvamburwa-bvamburwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi ngavarege kudya chinhu chipi nechipi chakangofa choga, kana chakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana chipfuwo.”
Shona 2009?
Vaprista ngavarege kudya chinhu chipi nechipi chakangofa choga, kana chakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana chipfuwo."
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi ngavarege kudya chinhu chipi nechipi chakangofa choga, kana chakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana chipfuwo.”