Ezekiel 44:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uti kunaʋakandimukira, kuimba yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Nhai, imi imba yaIsraeri, ciriŋganiswai neɀinonyaŋgadza ɀenyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kuimba inondimukira yaIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Nhai imba yaIsraeri, chigutsikanai nezvinonyangadza zvamunoita!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uti kuvapanduki, imba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari imi vemba yaIsiraeri zvose zvounyangadzi hwenyu hwakan'ora ngazvipere,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino uti kuna vakandimukira, kuimba yaIsiraeri, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nhai, imi imba yaIsiraeri, chiringaniswai nezvinonyangadza zvenyu,
Shona 2009?
"Zvino uti kuna vakandimukira, kuimba yaIsiraeri, zvanzi naIshe Jehovha, `Nhai, imwi imba yaIsiraeri, chiringaniswai nezvinonyangadza zvenyu,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino uti kuna vakandimukira, kuimba yaIsiraeri, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nhai, imi imba yaIsiraeri, chiringaniswai nezvinonyangadza zvenyu,