Ezekiel 44:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kuceŋgeta ɀinhu ɀaŋgu ɀitȿene, asi makagadza ʋatariri ʋanokuceŋgeterai imi ɀinhu ɀaŋgu munɀimbo yaŋgu tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pachinzvimbo chokuita mabasa enyu akafanira zvinhu zvangu zvitsvene, makagadza vamwe vanhu kuti vave vatariri venzvimbo yangu tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panze pokuti imi muite basa rokuchengeta munzvimbo yangu inoera makatoisa imi vatorwa kuti ivo ndivo vave nebasa rokuchengetedza muNzvimbo yangu Inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kuchengeta zvinhu zvangu zvitsvene, asi makagadza vatariri vanokuchengeterai imi zvinhu zvangu munzvimbo yangu tsvene.’
Shona 2009?
Hamuna kuchengeta zvinhu zvangu zvitsvene, asi makagadza vatariri vanokuchengeterai imwi zvinhu zvangu munzvimbo yangu tsvene.'
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kuchengeta zvinhu zvangu zvitsvene, asi makagadza vatariri vanokuchengeterai imi zvinhu zvangu munzvimbo yangu tsvene.’