Ezekiel 45:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuʋa neɀiyero ɀakarurama, neefa yakarurama, nebati rakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kushandisa zviyero zvakarurama, efac yakarurama uye bhatid rakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munofanira kuva nezvikero zvakarurama nebhagidhi nomugoro zvakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munofanira kuva nezviyero zvakarurama, neefa yakarurama, nebhati rakarurama.
Shona 2009?
"Munofanira kuva nezviyero zvakarurama, neefa yakarurama, nebhati rakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
“Munofanira kuva nezviyero zvakarurama, neefa yakarurama, nebhati rakarurama.