Ezekiel 45:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efa nebati ɀinofanira kuʋa neciyero cimŋe, kuti bati riite cegumi cimŋe cehomeri, ʋuye efa iite cegumi cimŋe cehomeri; ciyero caɀo cinofanira kuyerwa nehomeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Efa nebhati zvinofanira kuenzana, bhati rine chegumi chimwe chete chehomerie neefa ine chegumi chimwe chete chehomeri; homeri ndicho chinofanira kuva chiyero chazvo zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhagidhi racho nomugoro zvinofanira kuva zvakaenzana. Mugoro wacho unofanira kuva namarita makumi maviri ana maviri, uye bhagidhi richifanirawo kuva namarita makumi maviri ane maviri. Marita mazana maviri ane marita makumi maviri ndiwo anofanira kuva mwero wacho chaiwo wokueresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Efa nebhati zvinofanira kuva nechiyero chimwe, kuti bhati riite chegumi chimwe chehomeri, uye efa iite chegumi chimwe chehomeri; chiyero chazvo chinofanira kuyerwa nehomeri.
Shona 2009?
"Efa nebhati zvinofanira kuva nechiyero chimwe, kuti bhati riite chegumi chimwe chehomeri, uye efa iite chegumi chimwe chehomeri; chiyero chazvo chinofanira kuyerwa nehomeri.
Shona SUB 2002 Bible
“Efa nebhati zvinofanira kuva nechiyero chimwe, kuti bhati riite chegumi chimwe chehomeri, uye efa iite chegumi chimwe chehomeri; chiyero chazvo chinofanira kuyerwa nehomeri.