Ezekiel 45:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye mugoʋe wakatarwa wamafuta, webati ramafuta, unofanira kuʋa mugoʋe wegumi webati wakatorwa pakori, ndiwo mabati anegumi, ndiyo homeri imŋe (nokuti mabati anegumi anoita homeri imŋe);
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nechiyero chakatarwa chamafuta, chakayerwa nebhati, ndicho chegumi chebhati kubva pakori imwe neimwe (ina mabhati gumi kana homeri rimwe chete, pamabhati gumi anoenzana nehomeri rimwe chete).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mafuta acho anozoramba achingovapo chete anofanira kuti aite marita maviri ane mamiririta makumi maviri pamazana maviri amarita ane marita makumi maviri. (Mwero wokupimisa wainzi koru nounonzi homa yakafanana mumwe nomumwe wakanga uchiita sewainziwo bhati waive negumi ramabhagidhi.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye mugove wakatarwa wamafuta, webhati ramafuta, unofanira kuva mugove wegumi webhati wakatorwa pakori, ndiwo mabhati ane gumi, ndiyo homeri imwe nokuti mabhati ane gumi anoita homeri imwe;
Shona 2009?
uye mugove wakatarwa wamafuta, webhati ramafuta, unofanira kuva mugove wegumi webhati wakatorwa pakori, ndiwo mabhati ane gumi, ndiyo homeri imwe nokuti mabhati ane gumi anoita homeri imwe;
Shona SUB 2002 Bible
uye mugove wakatarwa wamafuta, webhati ramafuta, unofanira kuva mugove wegumi webhati wakatorwa pakori, ndiwo mabhati ane gumi, ndiyo homeri imwe nokuti mabhati ane gumi anoita homeri imwe;