Ezekiel 45:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋenyika ʋanofanira kuʋigira mucinda waIsraeri cipo ici.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose venyika vachabatirana pachipo ichi chakatsaurirwa kushandiswa nomuchinda muIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanhu vose muIsiraeri vanofanira kupa mupiro iwoyo kunashe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vanhu vose venyika vanofanira kuvigira muchinda waIsiraeri chipo ichi.
Shona 2009?
"Vanhu vose venyika vanofanira kuvigira muchinda waIsiraeri chipo ichi.
Shona SUB 2002 Bible
“Vanhu vose venyika vanofanira kuvigira muchinda waIsiraeri chipo ichi.