Ezekiel 45:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo panofanira kuʋa nɀimbo tȿene yakaita tsaŋga dzinamazana mashanu pakureɓa ʋuye tsaŋga dzinamazana mashanu paʋupamhi matiʋi ose manna akaenzana; ʋuye panofanira kuʋa noruwa rwakapoteredza kumatiʋi ose runoȿika makubiti makumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panzvimbo iyoyi, chikamu chinosvika makubhiti mazana mashanu paupamhi uye panofanira kuva neimwe nzvimbo yakaipoteredza inosvika makubhiti makumi mashanu paupamhi uye panofanira kuva neimwe nzvimbo inosvika makubhiti makumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Padunhu racho ngapave nenzvimbo yakaenzana mativi ose, divi roga roga richiita mazana maviri amamita ana mamita makumi mashanu, iyoyo ichave Nzvimbo Inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo panofanira kuva nzvimbo tsvene yakaita tsanga dzina mazana mashanu pakureba uye tsanga dzina mazana mashanu pahupamhi mativi ose mana akaenzana; uye panofanira kuva noruwa rwakapoteredza kumativi ose runosvika makubhiti makumi mashanu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible