Ezekiel 45:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
No mŋedzi wokutaŋga nezuʋa regumi namanna romŋedzi, munofanira kuita paseka, uʋe mutambo wamazuʋa manomŋe; ciŋgwa cisinembiriso cinofanira kudyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Mumwedzi wokutanga pazuva regumi namana munofanira kucherechedza Pasika, mutambo unopedza mazuva manomwe, munofanira kudya chingwa chisina mbiriso pamazuva iwayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mumwedzi wokutanga pazuva regumi nerechina muchachengeta Zuva Guru rePasika. Kwamazuva manomwe kunofanira kudyiwa chingwa chisina mbiriso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nomwedzi wokutanga nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kuita Pasika, uye mutambo wamazuva manomwe; chingwa chisina mbiriso chinofanira kudyiwa.
Shona 2009?
"Nomwedzi wokutanga nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kuita Pasika, uye mutambo wamazuva manomwe; chingwa chisina mbiriso chinofanira kudyiwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Nomwedzi wokutanga nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kuita Pasika, uye mutambo wamazuva manomwe; chingwa chisina mbiriso chinofanira kudyiwa.