Ezekiel 45:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye unofanira kugadzira cipiriso coʋupfu, efa imŋe panzombe imŋe neimŋe, neefa imŋe pagondobge rimŋe nerimŋe, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kuuya nechipiriso chezviyo paefa imwe chete pahando imwe neimwe, uyewo efa pagondohwe rimwe nerimwe, pamwe chete nehinih yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kuona kuti pane bhagidhi roupfu pahandira yoga yoga uye bhagidhi roupfu pahondohwe imwe neimwe namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi roga roga pamupiro wembesanwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe imwe neimwe, neefa imwe pahondohwe rimwe nerimwe, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona 2009?
"Uye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe imwe neimwe, neefa imwe pahondobwe rimwe nerimwe, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Uye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe imwe neimwe, neefa imwe pahondohwe imwe neimwe, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.