Ezekiel 45:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika iyo inofanira kuʋa nhaka yake pakati paIsraeri; macinda aŋgu haaŋgazomanikidzi ʋanhu ʋaŋgu, asi acapa imba yaIsraeri nyika ʋacienzanisa namarudzi aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika iyi ichava yake pakati paIsraeri. Uye machinda angu haachazomanikidzizve vanhu vangu asi vachatendera imba yaIsraeri kuti vatore nyika zvinoenderana namarudzi avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiwo uchava mugove wake iwoyo muIsiraeri. Madzishe angu iwayo haazodzvinyiriri vanhu vangu, asi kutoti vachaita kuti vemba yaIsiraeri vawane nyika maererano namadzinza avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika iyo inofanira kuva nhaka yake pakati paIsiraeri; machinda angu haangazomanikidzi vanhu vangu, asi achapa imba yaIsiraeri nyika vachienzanisa namarudzi avo.
Shona 2009?
Nyika iyo inofanira kuva nhaka yake pakati paIsiraeri; machinda angu haangazomanikidzi vanhu vangu, asi achapa imba yaIsiraeri nyika vachienzanisa namarudzi avo.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika iyo inofanira kuva nhaka yake pakati paIsiraeri; machinda angu haangazomanikidzi vanhu vangu, asi achapa imba yaIsiraeri nyika vachienzanisa namarudzi avo.