Ezekiel 46:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Suʋo roruʋazhe rwomukati rakatarira kumabvazuʋa rinofanira kugara rakapfigwa mazuʋa matanhatu anoɓatwa nawo; asi nezuʋa resaɓata rinofanira kuzarurwa, ʋuye nezuʋa rokugara kwomŋedzi rinofanira kuzarurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Suo roruvazhe rwomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo basa, asi pazuva reSabata uye pazuva roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzariwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Suo Guru romunhandare yomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kupfigwa pamazuva matanhatu ebasa. Asi pazuva reSabata racho rinofanira kuzarurwa uye napaZuva Guru roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzarurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Suo roruvanze rwomukati rakatarira kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo; asi nezuva reSabata rinofanira kuzarurwa, uye nezuva rokugara kwomwedzi rinofanira kuzarurwa.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Suo roruvanze rwomukati rakatarira kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo; asi nezuva reSabata rinofanira kuzarurwa, uye nezuva rokugara komwedzi rinofanira kuzarurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Suo roruvanze rwomukati rakatarira kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo; asi nezuva reSabata rinofanira kuzarurwa, uye nezuva rokugara kwomwedzi rinofanira kuzarurwa.