Ezekiel 46:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamitambo napaŋguʋa dzemitambo cipiriso coʋupfu cinofanira kuita efa imŋe panzombe, neefa imŋe pagondobge, napamakwaiana seɀaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pamitambo napamitambo yakatarwa, chipiriso chezviyo chinofanira kuita efa imwe chete nehando, efa imwe chete negondohwe, uye namakwayana sezvaanoda, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamazuva makuru napamwaka yakatemwa, mupiro woupfu hwembesanwa nehandira ichiri duku unofanira kuva bhagidhi kwouya hondohwe nebhagidhi kwozoti hwayana sapaanogona napo kupa pamwechete namarita maviri amafuta eorivhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamitambo napanguva dzemitambo chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona 2009?
Pamitambo napanguva dzemitambo chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe panzombe, neefa imwe pahondobwe, napamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Pamitambo napanguva dzemitambo chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.