Ezekiel 46:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋanofanira kugadzira gwaiana, necipiriso coʋupfu, namafuta, maŋgwanani ose, ciʋe cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka gwayana nechipiriso chezviyo namafuta zvichafanira kuuyiwa nazvo mangwanani oga oga kuti zvive chipiriso chinopiswa nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro hwayana iyoyo nomupiro woupfu hwembesanwa namafuta eorivhi zvinofanira kuitwa kuti zvivepo mangwanani oga oga kuitira kuti mupiro wokupisa urambe uchiitwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo vanofanira kugadzira gwayana, nechipiriso choupfu, namafuta, mangwanani ose, chive chipiriso chinopiswa nguva dzose.”
Shona 2009?
Saizvozvo vanofanira kugadzira gwayana, nechipiriso choupfu, namafuta, mangwanani ose, chive chipiriso chinopiswa nguva dzose."
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo vanofanira kugadzira gwayana, nechipiriso choupfu, namafuta, mangwanani ose, chive chipiriso chinopiswa nguva dzose.”