Ezekiel 46:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana akapa mumŋe waʋaranda ʋake cipo cinobva panhaka yake, cicaʋa cake kuȿikira pagore rokusunuŋgurwa; ipapo cinofanira kudzokera kumucinda; asi kana iri nhaka yake icaʋa yaʋanakomana ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, kana akapa chipo kubva panhaka yake kuno mumwe wavaranda vake, muranda uyu angachichengeta hake kusvikira pagore rokusununguka; ipapo chichadzoserwa kumuchinda. Nhaka yake ndeyavanakomana vake chete; ndeyavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana ishe apa chipo chacho chichibva panhaka yake achipa mumwe wavaranda vake, chichava chomuranda iyeyo kusvikira pagore rorusununguko. Ipapo ndipo pachinozodzoserwa kunashe. Vanakomana vake chete ndivo zvavo vangagone kuramba vakachengeta chipo chenhaka yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana akapa mumwe wavaranda vake chipo chinobva panhaka yake, chichava chake kusvikira pagore rokusunungurwa; ipapo chinofanira kudzokera kumuchinda; asi kana iri nhaka yake ichava yavanakomana vake.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible