Ezekiel 46:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye cipiriso coʋupfu cinofanira kuita efa imŋe pagondobge, ʋuye cipiriso coʋupfu pamakwaiana seɀaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chipiriso chezviyo chinopiwa pamwe chete negondohwe chinofanira kuita efaa imwe chete, uye chipiriso chezviyo nemakwayana chinofanira kuva sezvaanoda, pamwe chete nehinib yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uyewo mupiro woupfu hwembesanwa nehondohwe yazvo hunofanira kuva bhagidhi kwouya mupiro woupfu hwembesanwa nehwayana dzacho uchava sapaanogona napo pamwechete namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe pahondohwe, uye chipiriso choupfu pamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona 2009?
uye chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe pahondobwe, uye chipiriso choupfu pamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
uye chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe pahondohwe, uye chipiriso choupfu pamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.