Ezekiel 46:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa rokugara kwomŋedzi ɀinofanira kuita nzombe ɗuku isinemhoȿa, namakwaiana matanhatu, negondobge; ɀinofanira kuʋa ɀisinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva roKugara kwoMwedzi anofanira kupa hando duku, makwayana matanhatu negondohwe, zvose zvisina kuremara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
PaZuva Guru roKugara kwoMwedzi anosungirwa kupira handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi nehwayana nhanhatu nehondohwe dzisina chinoshoreka padziri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva rokugara kwomwedzi zvinofanira kuita nzombe duku isina mhosva, namakwayana matanhatu, nehondohwe; zvinofanira kuva zvisina mhosva.
Shona 2009?
Nezuva rokugara komwedzi zvinofanira kuita nzombe duku isina mhosva, namakwayana matanhatu, nehondobwe; zvinofanira kuva zvisina mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva rokugara kwomwedzi zvinofanira kuita nzombe duku isina mhosva, namakwayana matanhatu, nehondohwe; zvinofanira kuva zvisina mhosva.