Ezekiel 46:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye unofanira kugadzira cipiriso coʋupfu, efa imŋe panzombe, neefa imŋe pagondobge, napamakwaiana seɀaanogona, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anofanira kupa sechipiriso chezviyo efa imwe chete nehando, efa imwe chete negondohwe, uye namakwayana paanoda kupa napo, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kuona kuti pave nebhagidhi roupfu nehandira yacho uye bhagidhiwo roupfu nehondohwe uyewo nehwayana sapaanogonawo napo pamwechete namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona 2009?
Zvino iye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe, neefa imwe pahondobwe, napamakwayana sezvaanogona, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.