Ezekiel 46:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mucinda acipinda, unofanira kupinda nenzira yeɓiraʋira resuʋo, ʋuye unofanira kuɓuɗa nenzira iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panopinda muchinda, anofanira kupinda napabiravira rapanzira yesuo, uye anofanira kubuda nenzira imwe cheteyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panopinda ishe anosungirwa kupinda nokukamba kapaSuo Guru uye anofanira kuzobuda nokumwecheteko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana muchinda achipinda, anofanira kupinda nenzira yebiravira resuo, uye anofanira kubuda nenzira iyo.
Shona 2009?
"Kana muchinda achipinda, anofanira kupinda nenzira yebiravira resuo, uye anofanira kubuda nenzira iyo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana muchinda achipinda, anofanira kupinda nenzira yebiravira resuwo, uye anofanira kubuda nenzira iyo.