Ezekiel 47:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Iyi ndiyo miganho, yamunofanira kuganhura nyika nayo iʋe nhaka yamarudzi anegumi namaʋiri aIsraeri: Josefa unofanira kupiwa migoʋe miʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Iyi ndiyo miganhu yaunofanira kuganhura nyika kuti ive nhaka pakati pamarudzi gumi namaviri aIsraeri, nemigove miviri yaJosefa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Iyi ndiyo miganhu yamuchakamuranisa nayo nyika yenhaka pakati pamadzinza gumi namaviri eIsiraeri. RokwaJosefi richawana migove miviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Iyi ndiyo miganho, yamunofanira kuganhura nyika nayo ive nhaka yamarudzi ane gumi namaviri aIsiraeri: Josefa anofanira kupiwa migove miviri.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Iyi ndiyo miganho, yamunofanira kuganhura nyika nayo ive nhaka yamarudzi ane gumi namaviri alsiraeri: Josefa anofanira kupiwa migove miviri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Iyi ndiyo miganhu, yamunofanira kuganhura nyika nayo ive nhaka yamarudzi ane gumi namaviri aIsiraeri: Josefa anofanira kupiwa migove miviri.