Ezekiel 47:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwamaʋirazuʋa muganho unofanira kuʋa guŋgwa guru, kubva kurutiʋi rwezasi kuȿikira pakatarisana paʋanopinda kana ʋacienda Hamati. Ndirwo rutiʋi rwamaʋirazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kurutivi rwokumavirira, Gungwa Guru richava muganhu kusvikira pakatarisana neRebho Hamati. Uyu ndiwo uchava muganhu wokumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kudivi rokumadokero, Gungwa Guru ndiro richava muganhu wacho kusvikira pamwe pakatarisana nokunge tava kusvika kuHamati. Ndiro richava divi rokumadokero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kurutivi rwamavirazuva muganho unofanira kuva gungwa guru, kubva kurutivi rwezasi kusvikira pakatarisana navanopinda kana vachienda Hamati. Ndirwo rutivi rwamavirazuva.
Shona 2009?
"Kurutivi rwamavirazuva muganhu unofanira kuva gungwa guru, kubva kurutivi rwezasi kusvikira pakatarisana navanopinda kana vachienda Hamati. Ndirwo rutivi rwamavirazuva.
Shona SUB 2002 Bible
“Kurutivi rwamavirazuva muganho unofanira kuva gungwa guru, kubva kurutivi rwezasi kusvikira pakatarisana navanopinda kana vachienda Hamati. Ndirwo rutivi rwamavirazuva.