Ezekiel 47:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, waʋona cinhu ici here? Ɀino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, unoona izvi here?” Ipapo akadzokera neni kumahombekombe orwizi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazonditi, “Nhaiwe mwanakomana womunhu, waona here izvi?” Akabva adzokera neni achitevedza mahombekombe orukova irworwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona chinhu ichi here?” Zvino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.
Shona 2009?
Akati kwandiri, "Mwanakomana womunhu, waona chinhu ichi here?" Zvino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona chinhu ichi here?” Zvino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.