Ezekiel 47:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwandiri: Mvura iyi zhinji inoɓuɗa icienda kunyika iri kumabvazuʋa, icayerera kuȿikira kuAraba, ndokuenda kurutiʋi rweguŋgwa; ɀino icandoɗira muguŋgwa, kuti mvura iporeswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwandiri, “Mvura iyi inoyerera yakananga kunyika yokumabvazuva ichiburukira kuArabha kwainodira mugungwa. Painongodira mugungwa, mvura yomo inobva yanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwandiri, “Mvura iyoyi inoyerera yakananga kuruwa rwamabvazuva ichidzika nokuArabha. Kana yapinda mugungwa inoita kuti mvura yacho inake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwandiri, “Mvura iyi zhinji inobuda ichienda kunyika iri kumabvazuva, ichayerera kusvikira kuArabha, ndokuenda kurutivi rwegungwa; zvino ichandodira mugungwa, kuti mvura iporeswe.
Shona 2009?
Zvino akati kwandiri, "Mvura iyi zhinji inobuda ichienda kunyika iri kumabvazuva, ichayerera kusvikira kuArabha, ndokuenda kurutivi rwegungwa; zvino ichandodira mugungwa, kuti mvura iporeswe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwandiri, “Mvura iyi zhinji inobuda ichienda kunyika iri kumabvazuva, ichayerera kusvikira kuArabha, ndokuenda kurutivi rwegungwa; zvino ichandodira mugungwa, kuti mvura iporeswe.