Ezekiel 48:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋafaniri kutoŋgoiteŋgesa, kana kuitsinhanha neimŋe nyika, ʋuye ɀiɓereko ɀokutaŋga ɀenyika haɀifaniri kupfuʋudzwa, nokuti ɀitȿene kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa chimwe chikamu chayo. Iyi inyika yakanakisisa uye haifaniri kuiswa mumaoko avamwe vanhu, nokuti itsvene kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa kana kachidimbu zvako kayo. Havafaniri kurasa mugove iwoyu wedunhu irori rakakosha nokuti idhunhu rinoereserwa Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havafaniri kutongoitengesa, kana kuitsinhanha neimwe nyika, uye zvibereko zvokutanga zvenyika hazvifaniri kupfuudzwa, nokuti zvitsvene kuna Jehovha.
Shona 2009?
Havafaniri kutongoitengesa, kana kuitsinhanha neimwe nyika, uye zvibereko zvokutanga zvenyika hazvifaniri kupfuudzwa, nokuti zvitsvene kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Havafaniri kutongoitengesa, kana kuitsinhanha neimwe nyika, uye zvibereko zvokutanga zvenyika hazvifaniri kupfuudzwa, nokuti zvitsvene kuna Jehovha.