Ezekiel 48:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waDani, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waAsheri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asheri achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaDhani kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waDhani, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waAsheri.
Shona 2009?
Pamuganhu waDhani, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waAsheri.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waDhani, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waAshuru.