Ezekiel 48:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari marudzi mamŋe akasara: Kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waBenjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana ari mamwe marudzi asara: Bhenjamini achava nomugove mumwe chete: Uchabva kurutivi rwokumabvazuva uchindosvika kurutivi rwokumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvakangoita mamwe madzinza ose, kubva kumabvazuva kusvika kumadokero, dzinza rokwaBhenjamini rinowana mugove mumwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari marudzi mamwe akasara: Kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waBhenjamini.
Shona 2009?
Kana ari marudzi mamwe akasara: Kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waBhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari marudzi mamwe akasara: Kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waBhenjamini.