Ezekiel 48:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waBenjamini, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waSimeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Simeoni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaBhenjamini kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimeoni.
Shona 2009?
Pamuganhu waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimeoni.