Ezekiel 48:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waSimeoni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waIsakari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Isakari achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaSimeoni kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaIsakari rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaSimioni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waSimeoni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waIsakari.
Shona 2009?
Pamuganhu waSimiyoni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waIsakari.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waSimeoni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waIsakari.